Mateo 12:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Naiɀoɀo ndinoti kwamuri: Ʋanhu ʋacakaŋganwirwa ɀiʋi ɀose nokumhura, asi kumhura Mŋeya, haʋaŋgakukaŋganwirwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 “Naizvozvo ndinoti kwamuri, vanhu vacharegererwa zvivi zvose nokushonha, asi kushonha Mweya, havangaregererwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Naizvozvo ndinokutaurirai kuti, chitadzo chipi nechipi zvacho nokushonha Mwari kupi nokupi zvako kunoregererwa vanhu, asi kushonha Mweya hakuregererwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Naizvozvo ndinokutaurirai kuti, chitadzo chipi nechipi zvacho nokushonha Mwari kupi nokupi zvako kunoregererwa vanhu, asi kushonha Mweya hakuregererwi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Uye naizvozvo ndinokuudzai kuti, vanhu vacharegererwa zvivi zvose nokumhura kwose asi kumhura Mweya hakuzoregererwi. Viz kapitola |