Mateo 12:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Munhu uŋgapinda seiko paimba younesimba, akatora nhumbi dzake, kana asati ambosuŋga iye unesimba? Ipapo ucaparadza imba yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 “Munhu angapinda seiko paimba yaanesimba, akatora nhumbi dzake, kana asati ambosunga uya anesimba? Ipapo achaparadza imba yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kana kuti zvingaitike sei kutoti munhu angapinde mumba merume rine simba achipamba zvinhu zvaro, asi kuti atanga arisunga, ndokuzopamba zvemba yaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Kana kuti zvingaitike sei kutoti munhu angapinde mumba merume rine simba achipamba zvinhu zvaro, asi kuti atanga arisunga, ndokuzopamba zvemba yaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “Uyezve, munhu angapinda sei mumba momunhu ane simba agoenda nezvinhu zvake asina kutanga asunga munhu uyu ane simba? Ipapo anogona kuzopamba imba yake. Viz kapitola |