Online Bible

- Reklamy -




Mateo 12:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Asi kana ndiciɓuɗisa mŋeya yakaipa noMŋeya waMŋari, ipapo ʋushe bgaMŋari bgaȿika kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Asi kana ndichibudisa mweya yakaipa noMweya waMwari, ipapo hushe hwaMwari hwasvika kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Zvino kana ndichidzinga mweya yakaipa noMweya waMwari, saka umambo hwaMwari hwatosvika pamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Zvino kana ndichidzinga mweya yakaipa noMweya waMwari, saka umambo hwaMwari hwatosvika pamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Asi kana ndichibudisa madhimoni noMweya waMwari zvinoreva kuti umambo hwaMwari hwasvika kwamuri.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 12:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy