Mateo 12:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Neni, kana ndiciɓuɗisa mŋeya yakaipa naBeerzeburi, ko ʋanakomana ʋenyu ʋanoiɓuɗisa nani? Saka iʋo ʋacaʋa ʋatoŋgi ʋenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 “Neni, kana ndichibudisa mweya yakaipa naBheerizebhuri, ko vanakomana venyu vanoibudisa nani? Saka ivo vachava vatongi venyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Kana ndichidzinga mweya yakaipa nesimba raBherizebhuru, ko vanhu venyu vanoidzinga nesimba raani? Ivo ndivo vachakukonesai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 “Kana ndichidzinga mweya yakaipa nesimba raBherizebhuru, ko vanhu venyu vanoidzinga nesimba raani? Ivo ndivo vachakukonesai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Zvino kana ini ndichibudisa madhimoni naBheerizebhubhi, ko, vanakomana venyu vanoabudisa naani? Viz kapitola |