Online Bible

- Reklamy -




Mateo 12:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ɀino ʋaFarise ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakati: Munhu uyu haaɓuɗisi mŋeya yakaipa, asi naBeerzeburi, mucinda wemŋeya yakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Zvino vaFarisi vakati vachizvinzwa, vakati, “Munhu uyu haabudisi mweya yakaipa, asi naBheerizebhuri, muchinda wemweya yakaipa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 VaFarisei pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu anodzinga mweya yakaipa nesimba raBherizebhuru chete jinda remweya yakaipa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 VaFarisei pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu anodzinga mweya yakaipa nesimba raBherizebhuru chete jinda remweya yakaipa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Asi vaFarisi pavakanzwa izvi, vakati, “NdiBheerizebhubhi chete, muchinda wamadhimoni, waanodzinga naye madhimoni.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 12:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy