Mateo 11:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Nokuti joko raŋgu rakanaka, nomutoro waŋgu unorerukira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Nokuti joko rangu rakanaka, nomutoro wangu unorerukira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 nokuti joko rangu rakanaka uye mutoro wangu wakareruka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 nokuti joko rangu rakanaka uye mutoro wangu wakareruka.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Nokuti joko rangu hariremi uye mutoro wangu wakareruka.” Viz kapitola |