Online Bible

- Reklamy -




Mateo 11:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Kana muciɗa kuɀigamucira, ndiye Eria wakaŋga acinzi unoʋuya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Kana muchida kuzvigamuchira, ndiye Eria akanga achinzi anouya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Kana muchida zvenyu kuzvibvuma iye ndiye Eriya uya ainzi achauya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Kana muchida zvenyu kuzvibvuma iye ndiye Eriya uya ainzi achauya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Kana muchida kuzvigamuchira, ndiye Eria akanga achizouya.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 11:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy