Online Bible

- Reklamy -




Mateo 10:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Naiɀoɀo musaʋatya; nokuti hakunecinhu cakafukidzwa, cisiŋgazozarurwi; kana cakaʋanzika, cisiŋgazozikanwi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 “Naizvozvo musavatya; nokuti hakuna chinhu chakafukidzwa, chisingazozaruwi; kana chakavanzika, chisingazobudi pachena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 “Naizvozvo musavatye. Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswa pachena kana chakavandika chisingazozivikanwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 “Naizvozvo musavatye. Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswa pachena kana chakavandika chisingazozivikanwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 “Naizvozvo musavatya. Hapana chakavanzika chisingazobudiswi pachena kana chakavigwa chisingazozivikanwi.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 10:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy