Online Bible

- Reklamy -




Mateo 10:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Mukoma ucaisa munuŋuna parufu, naɓaɓa mŋana waʋo; ʋana ʋacamukira ʋaɓereki ʋaʋo nokuʋaʋuraya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 “Mukoma achaisa munun'una parufu, nababa mwana wavo; vana vachamukira vabereki vavo nokuvaurayisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 “Mukoma nomunun'una vachakwirirana kumatare kusvikira pakuuraisana. Babawo vachakwirira mwana wavo. Vana vachamukira vabereki kuti vauraiwe

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 “Mukoma nomunun'una vachakwirirana kumatare kusvikira pakuuraisana. Babawo vachakwirira mwana wavo. Vana vachamukira vabereki kuti vauraiwe

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 “Mukoma achaurayisa mununʼuna wake, nababa mwana wavo, vana vachapandukira vabereki vavo uye vachavaurayisa.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 10:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy