Mateo 10:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kana imba yakafanira, rugare rwenyu ŋgaruʋuye pamsoro payo, asi kana isina‐kufanira, rugare rwenyu ŋgarudzokere kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Kana imba yakafanira, rugare rwenyu ngaruuye pamusoro payo, asi kana isina kufanira, rugare rwenyu ngarudzokere kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi kana isingakodzeri, rugare rwenyu ngarudzokere kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi kana isingakodzeri, rugare rwenyu ngarudzokere kwamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kana musha uyu wakakodzera, rugare rwenyu ngaruuye pauri asi kana usina kukodzera, rugare rwenyu ngarudzokere kwamuri. Viz kapitola |