Mateo 10:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 kana homboɗo yorwendo, kana ŋguʋo mbiri, kana shaŋgu, kana tȿimbo; nokuti muɓati wakafanirwa neɀokudya ɀake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 kana hombodo yorwendo, kana nguo mbiri, kana shangu, kana tsvimbo; nokuti mushandi akafanira kuti apiwe zvokudya zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 kana tsapo yeparwendo kana hembe mbiri kana shangu kana tsvimbo nokuti mushandi anokodzera kupiwa zvokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 kana tsapo yeparwendo kana hembe mbiri kana shangu kana tsvimbo nokuti mushandi anokodzera kupiwa zvokudya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 musatakura hombodo yorwendo kana dzimwe nguo, shangu kana tsvimbo nokuti mushandi anofanira kurarama nomubayiro webasa rake. Viz kapitola |