Mariko 9:45 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Kana rutsoka rwako rucikugumbusa, urugure; ɀirinani kwauri kuti upinde muʋupenyu ucikamhina, pakukandirwa muGehena, unetsoka mbiri. [ Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Kana rutsoka rwako ruchikugumbusa, urugure; zviri nani kwauri kuti upinde muupenyu uchikamhina, pakukandirwa muGehena, unetsoka mbiri. [ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Kana tsoka yako ichikonzera kuti utadze, idimure, nokuti zviri nani kuti upinde muupenyu wakaremara pano kukandwa mugehena uine tsoka mbiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Kana tsoka yako ichikonzera kuti utadze, idimure, nokuti zviri nani kuti upinde muupenyu wakaremara pano kukandwa mugehena uine tsoka mbiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Uye kana rutsoka rwako ruchiita kuti utadze, rugure. Zviri nani kwauri kupinda muupenyu uri chirema pano kupinda mugehena namakumbo maviri, Viz kapitola |