Mariko 9:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Johane akati kwaari: Mudzidzisi, taʋona munhu aciɓuɗisa mŋeya yakaipa muzita renyu, tikamudziʋisa, nokuti haana‐kutiteʋera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Johani akati kwaari, “Mudzidzisi, taona munhu achibudisa mweya yakaipa muzita renyu, tikamudzivisa, nokuti haana kutitevera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Johani akati kwaari, “Mudzidzisi takaona munhu achidzinga mweya yakaipa muzita renyu tikamurambidza nokuti akanga asiri wenzira imwechete nesu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Johani akati kwaari, “Mudzidzisi takaona munhu achidzinga mweya yakaipa muzita renyu tikamurambidza nokuti akanga asiri wenzira imwechete nesu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Johani akati, “Mudzidzisi, taona munhu achidzinga madhimoni muzita renyu tikamudzivisa, nokuti anga asiri mumwe wedu.” Viz kapitola |