Mariko 9:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Asi haʋana‐kunzwisisa shoko iro, ʋakatya kumubvunza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Asi havana kunzwisisa shoko iro, vakatya kumubvunza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Asi havana kunzwisisa zvaakataura, uye vakatya kumubvunza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Asi havana kunzwisisa zvaakataura, uye vakatya kumubvunza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Asi havana kunzwisisa zvaakanga achireva uye vakanga vachitya kumubvunza pamusoro pazvo. Viz kapitola |