Mariko 9:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ukaɗanidzira, ukamubvundisa ɀikuru, ukaɓuɗa; akafanana nomunhu wakafa, nokuɗaro ʋazhinji ʋakati: Wafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Ukadanidzira, ukamubvundisa zvikuru, ukabuda; akafanana nomunhu akafa, nokudaro vazhinji vakati, “Afa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mweya ndokuzhamba, uchimupfurupfutisa ndokubuda maari; sarei mukomana oita seafa, zvokuti voruzhinji vakati afa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mweya ndokuzhamba, uchimupfurupfutisa ndokubuda maari; sarei mukomana oita seafa, zvokuti voruzhinji vakati afa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Mweya wakadanidzira, ukamubvundisa zvikuru uye ukabuda. Mukomana akaita sokunge chitunha zvokuti vazhinji vakati, “Afa.” Viz kapitola |