Online Bible

- Reklamy -




Mariko 9:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ɀino akabvunza ɓaɓa ʋake, akati: Yaʋa ŋguʋa vakaɗiniko kubvira iɀoɀi ɀicimuwira? Akati: Kubva paʋuɗuku bgake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Zvino akabvunza baba vake, akati, “Yava nguva yakadiniko kubvira izvozvi zvichimuwira?” Akati, “Kubva pauduku hwake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Jesu akabvunza baba vake achiti, “Ava nenguva yakadii achidai?” Ivo vakati, “Kubvira paupwere hwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Jesu akabvunza baba vake achiti, “Ava nenguva yakadii achidai?” Ivo vakati, “Kubvira paupwere hwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Jesu akabvunza baba vomukomana akati, “Ane nguva yakadii achiita izvi?” Vakapindura vakati, “Kubva pauduku hwake.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 9:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy