Mariko 9:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋakati ʋaȿika kuʋadzidzi, ʋakaʋona ʋanhu ʋazhinji‐zhinji, ʋakaʋakomba, naʋanyori ʋaciita nyaya naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Vakati vasvika kuvadzidzi, vakaona vanhu vazhinji-zhinji, vakavakomba, navanyori vachiita nyaya navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kuzoti vadzokera kuna vamwe vadzidzi, vakaona vakaunganirwa negungano guru ravanhu; nyanzvi dzoMutemo dzichiitirana nharo navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kuzoti vadzokera kuna vamwe vadzidzi, vakaona vakaunganirwa negungano guru ravanhu; nyanzvi dzoMutemo dzichiitirana nharo navo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vakati vasvika kuna vamwe vadzidzi, vakaona vanhu vazhinji zhinji vakavakomberedza uye vadzidzisi vomurayiro vachiita nharo navo. Viz kapitola |