Online Bible

- Reklamy -




Mariko 9:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Asi ndinoti kwamuri, Eria wakatoȿika, ʋakamuitira ɀose paʋakaŋga ʋaciɗa napo, seɀaɀakanyorwa pamsoro pake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Asi ndinoti kwamuri, Eria akatosvika, vakamuitira zvose pavakanga vachida napo, sezvazvakanyorwa pamusoro pake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi zvandinokutaurirai ndezvokuti, “Eriya akauya, vakaita zvavaida naye sokunyorwa kwazvakaitwa nezvake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Asi zvandinokutaurirai ndezvokuti, “Eriya akauya, vakaita zvavaida naye sokunyorwa kwazvakaitwa nezvake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Asi ndinoti kwamuri, Eria akauya, uye vakaita kwaari zvinhu zvose zvavaida, sezvazvakanyorwa pamusoro pake.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 9:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy