Online Bible

- Reklamy -




Mariko 8:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ʋadzidzi ʋake ʋakapindura, ʋakati kwaari: Munhu uŋgawanepiko murenje muno, ɀiŋgwa ɀiŋgagutisa ʋanhu aʋa?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Vadzidzi vake vakapindura, vakati kwaari, “Munhu angawanepiko murenje muno, zvingwa zvingagutisa vanhu ava?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Vadzidzi vake vakamupindura vachiti, “Pane angawane zvingwa mugwenga muno here zvingagutse vanhu ava?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Vadzidzi vake vakamupindura vachiti, “Pane angawane zvingwa mugwenga muno here zvingagutse vanhu ava?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Vadzidzi vake vakati, “Asi munhu angawanepiko murenje muno zvingwa zvavangapiwa vakaguta?”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 8:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy