Mariko 8:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Akataura shoko iro pacena. Ɀino Petro akaenda naye ʋari ʋoga, akataŋga kumuraira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Akataura shoko iro pachena. Zvino Petirosi akaenda naye vari voga, akatanga kumutsiudza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Akataura izvi pachena. Ipapo Pita akamutora parutivi ndokutanga kumutsiudza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Akataura izvi pachena. Ipapo Pita akamutora parutivi ndokutanga kumutsiudza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Akataura pachena pamusoro pazvo, uye Petro akaenda naye parutivi akatanga kumutsiura. Viz kapitola |