Mariko 8:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Akamuendisa kumba kwake akati: Usatoŋgopinda mumusha. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Akamuendesa kumba kwake akati, “Usatongopinda mumusha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Jesu akamuendesa kumba kwake achiti, “Usamboenda zvako nomumusha umu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Jesu akamuendesa kumba kwake achiti, “Usamboenda zvako nomumusha umu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Jesu akamuendesa kumba achiti, “Usapinda mumusha.” Viz kapitola |