Online Bible

- Reklamy -




Mariko 8:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀino akaisa ɀe maʋoko pamsoro pameso ake, iye akatarisisa, akaporeswa, akaʋona ɀose ɀakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvino akaisazve maoko pamusoro pamaziso aro, iye akatarisisa, akaporeswa, akaona zvose zvakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Akaisazve maoko ake pamaziso pake, iye ndokuramba akangoti ndee kutarisisa, ndokubva aporeswa. Akabva avakuona zvakanaka zvinhu zvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Akaisazve maoko ake pamaziso pake, iye ndokuramba akangoti ndee kutarisisa, ndokubva aporeswa. Akabva avakuona zvakanaka zvinhu zvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Jesu akaisazve maoko ake pameso omurume uyu. Ipapo meso ake akasvinudzwa, akadzorerwa kuona kwake, uye akaona zvinhu zvose zvakanaka.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 8:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy