Online Bible

- Reklamy -




Mariko 8:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 ndinetsitsi naʋanhu ʋazhinji, nokuti atoʋa mazuʋa matatu aʋakagara neni ʋasinaɀaʋaŋgadya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Ndine tsitsi navanhu vazhinji, nokuti atova mazuva matatu avakagara neni vasina zvavangadya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Ndine urombo kwazvo negungano ravanhu iri nokuti vanga vaneni kwamazuva matatu aya, zvino havachisina chokudya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Ndine urombo kwazvo negungano ravanhu iri nokuti vanga vaneni kwamazuva matatu aya, zvino havachisina chokudya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Ndine urombo kwazvo navanhu ava; atova mazuva matatu vaneni uye havana chokudya.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 8:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy