Online Bible

- Reklamy -




Mariko 7:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ʋakashamiswa ɀikuru‐kuru, ʋaciti: Wakaita ɀose ɀakanaka; wakaita matsi kuti dzinzwe, nembeʋeʋe kuti dzitaure.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Vakashamiswa zvikuru-kuru, vachiti, “Akaita zvose zvakanaka; akaita matsi kuti dzinzwe, nembeveve kuti dzitaure.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Vanhu vakashamiswa chaizvo vachiti, “Akaita zvakanaka zvinhu zvose zvaakaita. Anoita kuti kunyange vamatsi vanzwe nembeveve dzitaure.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Vanhu vakashamiswa chaizvo vachiti, “Akaita zvakanaka zvinhu zvose zvaakaita. Anoita kuti kunyange vamatsi vanzwe nembeveve dzitaure.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Vanhu vakashamiswa zvikuru kwazvo. Vakati, “Akaita zvinhu zvose nenzira yakanaka. Anoita kuti kunyange matsi dzinzwe uye nembeveve dzitaure.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 7:37

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy