Online Bible

- Reklamy -




Mariko 7:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Ɀino wakaʋaraira, kuti ʋarege kuʋudza ʋanhu; asi iye acinyanya kuʋaraira, iʋo ʋakanyanyisa kuparidza iɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Zvino akavarayira, kuti varege kuudza vanhu; asi iye achinyanya kuvarayira, ivo vakanyanyisa kuparidza izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Akavatsindidza kuti vasataurire izvi kuna ani zvake. Asi sokunyanya kutsindidza kwaakavaita, vakabva vatonyanyawo kuzviparidzira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Akavatsindidza kuti vasataurire izvi kuna ani zvake. Asi sokunyanya kutsindidza kwaakavaita, vakabva vatonyanyawo kuzviparidzira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Jesu akavarayira kuti varege kutaurira kana munhu. Asi paakanyanya kuita izvozvo, ndipo pavakanyanya kutaura nezvazvo.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 7:36

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy