Online Bible

- Reklamy -




Mariko 7:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Akati kwaari: Nokuɗa kweshoko iro, enda; mŋeya wakaipa wabva pamŋanasikana wako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Akati kwaari, “Nokuda kweshoko iro, enda; mweya wakaipa wabva pamwanasikana wako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Iye ndokumuti, “Pamusana pezvawataura izvi chienda zvako; mweya wakaipa watobva mumwanasikana wako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Iye ndokumuti, “Pamusana pezvawataura izvi chienda zvako; mweya wakaipa watobva mumwanasikana wako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Ipapo akati kwaari, “Nokuda kwemhinduro yakadai, enda hako; dhimoni rabva pamwanasikana wako.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 7:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy