Mariko 7:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ɀakaipa iɀoɀo ɀose ɀinobva mukati, ɀinoȿiɓisa munhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 zvakaipa izvozvo zvose zvinobva mukati, zvinosvibisa munhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvakaipa zvose izvi zvinobva mukati, uye zvinon'oresa munhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Zvakaipa zvose izvi zvinobva mukati, uye zvinon'oresa munhu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Zvakaipa izvozvi zvose zvinobuda kubva mukati uye ‘zvinosvibisa munhu.’ ” Viz kapitola |