Online Bible

- Reklamy -




Mariko 7:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Akati kwaʋari: Nemi ʋo hamunzwisisi saiɀoɀo here? Hamunzwisisi here kuti ɀose ɀiri kunze, kana ɀicipinda mumunhu, haɀigoni kumuȿiɓisa?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Akati kwavari, “Nemiwo hamunzwisisi saizvozvo here? Hamunzwisisi here kuti zvose zviri kunze, kana zvichipinda mumunhu, hazvigoni kumusvibisa?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Iye ndokuti kwavari, “Heya kana nemiwo hamunzwisisi nhai? Hamuoni here kuti chinhu chinopinda mumunhu chichibva kunze hachigoni kumun'oresa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Iye ndokuti kwavari, “Heya kana nemiwo hamunzwisisi nhai? Hamuoni here kuti chinhu chinopinda mumunhu chichibva kunze hachigoni kumun'oresa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Akati, “Hamunzwisisi seiko? Hamuoni kuti hakuna chinhu chinopinda mumunhu chichibva kunze chinogona ‘kumusvibisa’?

Viz kapitola kopírovat




Mariko 7:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy