Online Bible

- Reklamy -




Mariko 6:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Akashamiswa nokusatenda kwaʋo. Ipapo wakapota nemisha, acidzidzisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Akashamiswa nokusatenda kwavo. Ipapo akapota nemisha, achidzidzisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Akashamiswa kwazvo nokusadavira kwavo. Akapota nemisha achidzidzisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Akashamiswa kwazvo nokusadavira kwavo. Akapota nemisha achidzidzisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Akashamiswa nokusatenda kwavo. Ipapo Jesu akapota nemisha achidzidzisa.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 6:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy