Mariko 6:50 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Nokuti ʋose ʋakamuʋona, ʋakamanikidzwa; akataura naʋo, akati kwaʋari: Tsuŋgai mŋoyo, ndini, musatya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200250 Nokuti vose vakamuona, vakakundiswa; akataura navo, akati kwavari, “Tsungai mwoyo, ndini, musatya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 nokuti vose vakamuona vakatya kwazvo. Pakarepo akabva ataura navo achiti, “Tsungai mwoyo. Ndini. Musatye.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona50 nokuti vose vakamuona vakatya kwazvo. Pakarepo akabva ataura navo achiti, “Tsungai mwoyo. Ndini. Musatye.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 nokuti vose vakamuona vakatya. Pakarepo akataura kwavari akati, “Tsungai mwoyo! Ndini. Musatya.” Viz kapitola |