Mariko 6:45 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Pakarepo akagombedzera ʋadzidzi ʋake kuti ʋapinde mugwa, ʋamutuŋgamirire kuyambukira mhiri Betsaida, iye aciendisa ʋanhu ʋazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Pakarepo akagombedzera vadzidzi vake kuti vapinde muigwa, vamutungamirire kuyambukira mhiri Bhetisaidha, iye achiendesa vanhu vazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Pakarepo akagombedzera vadzidzi vake kuti vakwire mugwa vafanoenda mhiri kuBhetisaidha iye achimboonekana negungano ravanhu riya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Pakarepo akagombedzera vadzidzi vake kuti vakwire mugwa vafanoenda mhiri kuBhetisaidha iye achimboonekana negungano ravanhu riya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Pakarepo Jesu akaita kuti vadzidzi vake vakwire mugwa uye kuti vafanotungamira kuBhetisaidha, iye achiri kuendesa vanhu vazhinji. Viz kapitola |