Online Bible

- Reklamy -




Mariko 6:39 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Ɀino akaʋaraira kuti ʋagarise ʋose pasi paʋuswa bgunyoro ʋakaita mapoka‐mapoka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Zvino akavarayira kuti vagarise vose pasi pauswa hunyoro vakaita mapoka-mapoka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Iye akati vanhu vose vagariswe pasi pauswa hunyoro vakaita zvikwata–zvikwata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Iye akati vanhu vose vagariswe pasi pauswa hunyoro vakaita zvikwata–zvikwata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Ipapo Jesu akavarayira kuti vagarise vanhu vose pasi mumapoka pauswa hunyoro.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 6:39

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy