Mariko 6:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ʋakaenda negwa kunɀimbo murenje ʋari ʋoga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Vakaenda negwa kunzvimbo isina vanhu vari voga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Vakabvapo negwa ndokuenda pachavo vari voga kunzvimbo isina vanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Vakabvapo negwa ndokuenda pachavo vari voga kunzvimbo isina vanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Saka vakaenda voga mugwa kunzvimbo yakanyarara. Viz kapitola |