Online Bible

- Reklamy -




Mariko 6:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Nokuti Herode wakaŋga atuma ʋanhu, akaɓata Johane, akamusuŋga mutoroŋgo nokuɗa kwaHerodiasi, mukadzi waFiripo, munuŋuna wake, nokuti wakaŋga amuwana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Nokuti Herodhi akanga atuma vanhu, akabata Johani, akamusunga mujeri nokuda kwaHerodhiasi, mukadzi waFiripi, munun'una wake, nokuti akanga amuwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Nokuti Herodhi uyu akanga atuma vanhu kundobata Johani akamuisa mujeri pamusana paHerodhiasi, mudzimai waFiripi, munun'una wake waakatora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Nokuti Herodhi uyu akanga atuma vanhu kundobata Johani akamuisa mujeri pamusana paHerodhiasi, mudzimai waFiripi, munun'una wake waakatora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Nokuti Herodhi pachake akanga arayira kuti Johani asungwe, uye akaita kuti asungwe nengetani uye aiswe mutorongo. Akaita izvi nokuda kwaHerodhiasi mukadzi womununʼuna wake Firipi waakanga awana.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 6:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy