Online Bible

- Reklamy -




Mariko 6:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Asi Herode wakati aciɀinzwa, akati: NdiJohane wakamuka, uya wandakagura musoro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Asi Herodhi akati achizvinzwa, akati, “NdiJohani akamuka, uya wandakagura musoro.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Asi Herodhi, paakanzwa izvi, akati, “Johani uya wandakadimbura musoro ndiye akamutswa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Asi Herodhi, paakanzwa izvi, akati, “Johani uya wandakadimbura musoro ndiye akamutswa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Asi Herodhi akati anzwa izvozvo, akati, “Johani, murume wandakagura musoro, akamutswa kubva kuvakafa!”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 6:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy