Mariko 6:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Pose paʋasiŋgakugamuciriyi nokukunzwai, kana mucibva’po, muzuze guruʋa riri patsoka dzenyu, ciʋe capupu kwaʋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Pose pavasingakugamuchirii nokukunzwai, kana muchibvapo, muzunze guruva riri patsoka dzenyu, chive chapupu kwavari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Panzvimbo ipi neipi pavasingakugamuchirei kana pavasingakuteererei, pakubvapo kwenyu, gumai guruva retsoka dzenyu kuti rive chapupu kwavari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Panzvimbo ipi neipi pavasingakugamuchirei kana pavasingakuteererei, pakubvapo kwenyu, gumai guruva retsoka dzenyu kuti rive chapupu kwavari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Uye kana pane nzvimbo icharamba kukugamuchirai kana kukuteererai, muzunze guruva retsoka dzenyu pamunenge mobva, chive chapupu pamusoro pavo.” Viz kapitola |