Mariko 5:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akamubvunza, akati: Zita rako ndianiko? Akati kwaari: Regioni ndiro zita raŋgu, nokuti tiri ʋazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Akamubvunza, akati, “Zita rako ndianiko?” Akati kwaari, “Ndinonzi Regioni, nokuti tiri vazhinji.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jesu akamubvunza kuti, “Zita rako ndiani?” Iye akapindura achiti, “Zita rangu ndinonzi Hondo nokuti takawanda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Jesu akamubvunza kuti, “Zita rako ndiani?” Iye akapindura achiti, “Zita rangu ndinonzi Hondo nokuti takawanda.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo Jesu akamubvunza akati, “Zita rako ndiwe ani?” Akapindura akati, “Zita rangu ndiRegioni, nokuti tiri vazhinji.” Viz kapitola |