Mariko 5:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino wakati aciʋona Jesu ari kure, akamhanya, ndokumunamata; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvino akati achiona Jesu ari kure, akamhanya, ndokumupfugamira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Paakaona Jesu achiri chinhambwe, akamhanyira kwaari akamupfugamira, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Paakaona Jesu achiri chinhambwe, akamhanyira kwaari akamupfugamira, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Akati aona Jesu achiri chinhambwe, akamhanya akandowira namabvi ake mberi kwake. Viz kapitola |