Online Bible

- Reklamy -




Mariko 5:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 akakumbira ɀikuru kwaari, aciti: Mukunda waŋgu muɗuku wotandadza, ʋuyai, muise maʋoko enyu pamsoro pake aporeswe, ararame.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 akakumbira zvikuru kwaari, achiti, “Mukunda wangu muduku wotandadza, uyai, muise maoko enyu pamusoro pake aporeswe, ararame.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Akamuteterera kwazvo achiti, “Mwanasikana wangu muduku atova kutandadza. Uyai, muise maoko enyu paari aporeswe, ararame.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Akamuteterera kwazvo achiti, “Mwanasikana wangu muduku atova kutandadza. Uyai, muise maoko enyu paari aporeswe, ararame.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 uye akamukumbirisa zvikuru achiti, “Mwanasikana wangu mudiki ava kufa. Ndapota uyai muise maoko enyu pamusoro pake kuti agoporeswa uye ararame.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 5:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy