Mariko 5:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋakataŋga kukumbira ɀikuru kwaari kuti abve munyika yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Vakatanga kukumbira zvikuru kwaari kuti abve munyika yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ivo vakatanga kukumbira Jesu kuti abve zvake mudunhu ravo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ivo vakatanga kukumbira Jesu kuti abve zvake mudunhu ravo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo vanhu vakatanga kukumbira Jesu kuti abve munyika yavo. Viz kapitola |