Mariko 4:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Bgakafanana netsaŋga yemastarda, iyo kana icidɀarwa muvu iɗuku kumbeu dzose dzapanyika; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Hwakafanana netsanga yemasitadhi, iyo kana ichidyarwa muvhu iduku kumbeu dzose dzapanyika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Hwakaita setsanga yamasitadhi yokuti painodyarwa muvhu, inenge iri duku duku pane mbeu dzose dzapasi pose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Hwakaita setsanga yamasitadhi yokuti painodyarwa muvhu, inenge iri duku duku pane mbeu dzose dzapasi pose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Hwakafanana netsanga yemasitadhi, inova tsanga duku duku yaunodyara muvhu. Viz kapitola |