Mariko 4:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino akati kwaʋari: Cenjerai ɀamunonzwa. Ciyero camunoyera naco, nemi mucayerwa naco; mukawedzerwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino akati kwavari, “Chenjerai zvamunonzwa. Chiero chamunoera nacho, nemi muchaerwa nacho; mukawedzerwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Akati kwavari, “Nyatsochenjerai zvamuri kunzwa: chiereso chamunoera nacho, ndicho chamuchaererwawo nacho, uye muchapamidzirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Akati kwavari, “Nyatsochenjerai zvamuri kunzwa: chiereso chamunoera nacho, ndicho chamuchaererwawo nacho, uye muchapamidzirwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Akaenderera mberi achiti, “Chenjererai kwazvo zvamunonzwa. Chiyero chamunoshandisa, ndicho chamuchayerwawo nacho kunyange zvakapfuurisa. Viz kapitola |