Mariko 4:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Akati kwaʋari: Imi makapiwa ɀakaʋanzika ɀoʋushe bgaMŋari, asi kunaaʋa, ʋari kunze, ɀose ɀinoitwa nemifananidzo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Akati kwavari, “Imi makapiwa kuziva zvakavanzika zvoushe hwaMwari, asi kuna ava, vari kunze, zvose zvinoitwa nemifananidzo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iye ndokuti kwavari, “Imi makapiwa zvakavanzika zvoumambo hwaMwari asi kune vokunze zvose zvinopiwa nemienzaniso, kuti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Iye ndokuti kwavari, “Imi makapiwa zvakavanzika zvoumambo hwaMwari asi kune vokunze zvose zvinopiwa nemienzaniso, kuti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Akati kwavari, “Chakavanzika choumambo hwaMwari chakapiwa kwamuri. Asi kuna avo vari kunze, zvinhu zvose zvinotaurwa nemifananidzo Viz kapitola |