Mariko 3:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Nokuti ʋakati: Unomŋeya wetȿina. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Nokuti vakati, “Ano mweya wakaipa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Akadaro nokuti vakati, “Ane mweya wakaipa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Akadaro nokuti vakati, “Ane mweya wakaipa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Akataura izvozvo nokuti vakanga vachiti, “Ano mweya wakaipa.” Viz kapitola |