Mariko 3:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Kana Satani aciɀimukira, akaɀipesanisa, haaŋgagoni kumira, asi unopera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Kana Satani achizvimukira, akazvipesanisa, haangagoni kumira, asi anopera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Zvino kana iye Satani ava kuzvirwisa, haangagoni kumira, asi kuti avakutoenda kumagumo ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Zvino kana iye Satani ava kuzvirwisa, haangagoni kumira, asi kuti avakutoenda kumagumo ake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Uye kana Satani achizvipikisa pachake uye achizvipesanisa, haangagoni kumira; kuguma kwake kwasvika. Viz kapitola |