Mariko 3:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Kana ʋushe bguciɀipesanisa, ʋushe ubgo habguŋgagoni kumira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Kana ushe huchizvipesanisa, ushe uhwo hahungagoni kumira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kana umambo hwavakuzvirwisa, umambo ihwohwo haungagoni kumira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Kana umambo hwavakuzvirwisa, umambo ihwohwo haungagoni kumira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Kana umambo huchizvipesanisa, umambo ihwohwo hahugoni kumira. Viz kapitola |