Online Bible

- Reklamy -




Mariko 3:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino akaʋaɗanira kwaari, akati kwaʋari nemifananidzo: Satani uŋgaɓuɗisa Satani seiko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino akavadanira kwaari, akati kwavari nemifananidzo. “Satani angabudisa Satani seiko?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Ipapo Jesu akadaidza vanhu ndokutaura kwavari nemienzaniso, achiti, “Nhaimi, Satani angadzinge Satani seiko?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Ipapo Jesu akadaidza vanhu ndokutaura kwavari nemienzaniso, achiti, “Nhaimi, Satani angadzinge Satani seiko?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Saka Jesu akavadana akataura kwavari nomufananidzo achiti, “Ko, Satani angadzinga sei Satani?

Viz kapitola kopírovat




Mariko 3:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy