Mariko 3:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 naJakobo, mŋanakomana waZebedi, naJohane, munuŋuna waJakobo; akaʋatumidza iʋo mazita anonzi Boanergesi, ndokuti ʋanakomana ʋokutinhira; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 naJakobho, mwanakomana waZebhedhi, naJohani, munun'una waJakobho; akavatumidza ivo mazita anonzi Bhoanerigesi, ndokuti “Vanakomana vokutinhira;” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 kwouya Jemusi mwana waZebhedhi naJohani munun'una waJemusi vaakapa zita rokuti Bhoanerigesi, zvinoreva kuti vanaKutinhirasemheni Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 kwouya Jemusi mwana waZebhedhi naJohani munun'una waJemusi vaakapa zita rokuti Bhoanerigesi, zvinoreva kuti vanaKutinhirasemheni Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Jakobho mwanakomana waZebhedhi nomununʼuna wake Johani (avo vaakatumidza zita rokuti Bhoanerigesi, kureva kuti Vanakomana voKutinhira), Viz kapitola |