Mariko 2:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Akati kwaʋari: Saɓata yakaitirwa munhu, munhu haana‐kuitirwa saɓata; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Akati kwavari, “Sabata yakaitirwa munhu, munhu haana kuitirwa Sabata; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Jesu ndokuti kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kusikirwa Sabata, kwete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Jesu ndokuti kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kusikirwa Sabata, kwete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ipapo akati kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kuitirwa Sabata. Viz kapitola |