Online Bible

- Reklamy -




Mariko 2:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Akati kwaʋari: Hamuna‐kuraʋa here ɀakaitwa naDavidi, musi waakaŋga ashaiwa, aziya, iye naʋakaŋga ʋanaye?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Akati kwavari, “Hamuna kurava here zvakaitwa naDhavhidhi, musi waakanga ashaiwa zvokudya, aziya, iye navakanga vanaye?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Akavapindura achiti, “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi, zviya zvaakanga asina chokudya, oziya nenzara iye navaiva naye,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Akavapindura achiti, “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi, zviya zvaakanga asina chokudya, oziya nenzara iye navaiva naye,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Akapindura akati, “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi navamwe vake pavakanga vashayiwa zvokudya uye vonzwa nzara?

Viz kapitola kopírovat




Mariko 2:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy